Joshua 8:3 BDMCS

3 Naizvozvo Joshua akasimuka nehondo yose kuti andorwisa Ai. Akasarudza mhare dzokurwa dzinokwana zviuru makumi matatu akavatuma usiku.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8

Maonero Joshua 8:3 akapoteredza