Kuungudza Kwajeremia 1:11 BDMCS

11 Vanhu varo vose vanogomera pavanotsvaka chingwa; vanotsinhanisa pfuma yavo nezvokudya kuti vazviraramise. “Tarirai, imi Jehovha, uye murangarire, nokuti ndava akazvidzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 1

Maonero Kuungudza Kwajeremia 1:11 akapoteredza