Kuungudza Kwajeremia 1:13 BDMCS

13 “Akatuma moto kubva kumusoro-soro, akautumira mumapfupa angu. Akateya makumbo angu nomumbure uye akandidzosera shure. Akandisiya ndisina chinhu, ndikapera simba zuva rose.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 1

Maonero Kuungudza Kwajeremia 1:13 akapoteredza