Kuungudza Kwajeremia 1:16 BDMCS

16 “Ndokusaka ndichichema uye maziso angu achierera nemisodzi. Hapana ari pedyo kuti andinyaradze, hakuna anovandudza mweya wangu, Vana vangu vari kutambudzika nokuti muvengi akunda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 1

Maonero Kuungudza Kwajeremia 1:16 akapoteredza