Kuungudza Kwajeremia 1:22 BDMCS

22 “Zvakaipa zvavo zvose ngazviuye pamberi penyu; muvaitire sezvamakaita kwandiri nokuda kwezvivi zvangu zvose. Kugomera kwangu kwawanda, uye mwoyo wangu wapera simba.”

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 1

Maonero Kuungudza Kwajeremia 1:22 akapoteredza