Kuungudza Kwajeremia 2:18 BDMCS

18 Mwoyo yavanhu inodana kuna She. Iwe rusvingo rwoMwanasikana weZioni, rega misodzi yako iyerere sorwizi masikati nousiku; usazvipa zororo, meso ako asazorora.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:18 akapoteredza