Maraki 1:4 BDMCS

4 Edhomu angati, “Kunyange takaparadzwa hedu, tichavakazve matongo.” Asi zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Vangavaka havo, asi ndichakoromora. Vachanzi Nyika Yakaipa, vanhu vachagara vakatsamwirwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 1

Maonero Maraki 1:4 akapoteredza