Maraki 1:7 BDMCS

7 “Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu. “Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 1

Maonero Maraki 1:7 akapoteredza