Maraki 2:11 BDMCS

11 Judha aputsa chitenderano. Chinhu chinonyangadza chaitwa muIsraeri nomuJerusarema: Judha asvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha, nokuwana mwanasikana wamwari wavatorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 2

Maonero Maraki 2:11 akapoteredza