Maraki 2:4 BDMCS

4 Uye muchaziva kuti ndakakutumirai yambiro iyi kuitira kuti sungano yangu naRevhi irambe iripo,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 2

Maonero Maraki 2:4 akapoteredza