6 Kurayira kwechokwadi kwakanga kuri mumuromo wake, uye chisakarurama hachaiwanikwa pamiromo yake. Akafamba neni murugare nomukururama, uye akadzora vazhinji pazvivi.
Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 2
Maonero Maraki 2:6 akapoteredza