Maraki 2:9 BDMCS

9 “Nokudaro ndakaita kuti muzvidzwe uye munyadziswe pamberi pavanhu vose, nokuti hamuna kuchengeta nzira dzangu asi makaita rusarura pakutonga kwenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 2

Maonero Maraki 2:9 akapoteredza