Maraki 3:17 BDMCS

17 “Vachava vangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “pazuva randichaunganidza pfuma yangu inokosha. Ndichavanzwira tsitsi, somunhu anonzwira tsitsi mwanakomana wake anomushandira.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 3

Maonero Maraki 3:17 akapoteredza