Maraki 4:1 BDMCS

1 “Zvirokwazvo zuva rinouya; richapisa sechoto. Vose vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava mashanga, uye zuva iro rinouya richavapisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Hapana mudzi kana davi zvichasara.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 4

Maonero Maraki 4:1 akapoteredza