Mika 1:1 BDMCS

1 Shoko raJehovha rakauya kuna Mika weMoresheti panguva yokutonga kwaJotamu, Ahazi naHezekia, madzimambo aJudha, chiratidzo chaakaona pamusoro peSamaria neJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 1

Maonero Mika 1:1 akapoteredza