Mika 1:13 BDMCS

13 Imi vanogara muRakishi, sungai mabhiza enyu pangoro. Ndimi makava mavambo echivi kuMwanasikana weZioni, Nokuti kudarika kwaIsraeri kwakawanikwa mamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 1

Maonero Mika 1:13 akapoteredza