Mika 1:5 BDMCS

5 Zvose izvi zvakaitika nokuda kwokudarika kwaJakobho, nokuda kwezvivi zveimba yaIsraeri. Kudarika kwaJakobho ndokweiko? Hakuzi Samaria here? Nzvimbo yakakwirira yaJudha ndeipiko? Haizi Jerusarema here?

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 1

Maonero Mika 1:5 akapoteredza