Mika 2:4 BDMCS

4 Pazuva iro vanhu vachakutukai; vachakudenhai norwiyo urwu rwokuchema: ‘Taitwa dongo chose; pfuma yavanhu vangu yagovaniswa. Anonditorera! Anopa minda yedu kuna vanotimukira?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 2

Maonero Mika 2:4 akapoteredza