Mika 3:5 BDMCS

5 Zvanzi naJehovha, “Kana vari vaprofita vanotsausa vanhu vangu, kana mumwe akavapa zvokudya, vanodanidzira kuti ‘Rugare’; kana akasavapa, vanogadzirira kumurwisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 3

Maonero Mika 3:5 akapoteredza