Mika 3:7 BDMCS

7 Vaoni vachanyadziswa uye vauki vachanyadziswa. Vachafukidza zviso zvavo nokuti hakuna mhinduro inobva kuna Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 3

Maonero Mika 3:7 akapoteredza