Mika 4:4 BDMCS

4 Mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake, napasi pomuonde wake, uye hapana anozovaita kuti vatye, nokuti Jehovha Wamasimba Ose ataura.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 4

Maonero Mika 4:4 akapoteredza