Mika 4:8 BDMCS

8 Kana uri iwe, chirindo cheboka iwe nhare yoMwanasikana weZioni, ushe hwakare huchadzoswa kwauri; umambo huchauya kuMwanasikana weJerusarema.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 4

Maonero Mika 4:8 akapoteredza