Mika 5:2 BDMCS

2 “Asi iwe, Bheterehema Efurata, kunyange uri muduku pakati pamarudzi aJudha, kwauri kuchandibudira mumwe achava mutongi pamusoro peIsraeri, mavambo ake ndeakare kare, kubva pamazuva akare kare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 5

Maonero Mika 5:2 akapoteredza