Mika 7:19 BDMCS

19 Muchava nenyasha kwatiri zvakare; muchatsikira zvivi zvedu pasi petsoka uye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mika 7

Maonero Mika 7:19 akapoteredza