Muparidzi 10:14 BDMCS

14 Uye benzi rinowanza mashoko.Hapana munhu anoziva zvichauya, ndiani angamuudza zvichaitika shure kwake?

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 10

Maonero Muparidzi 10:14 akapoteredza