4 Kana kutsamwa kwomubati kukakumukira, usabva panzvimbo yako; unyoro hunonyaradza mhosva huru.
Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 10
Maonero Muparidzi 10:4 akapoteredza