Muparidzi 12:13 BDMCS

13 Zvino zvose zvanzwikwa; houno mugumo wenyaya yacho: Itya Mwari uchengete mirayiro yake, nokuti iri ndiro basa rose romunhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 12

Maonero Muparidzi 12:13 akapoteredza