Muparidzi 2:19 BDMCS

19 Uye ndiani angaziva kana achizova akachenjera kana benzi? Kunyange zvakadaro achava nesimba pamusoro pebasa rose randakatamburira nesimba nounyanzvi hwangu pasi pezuva. Izviwo hazvina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 2

Maonero Muparidzi 2:19 akapoteredza