Muparidzi 2:3 BDMCS

3 Ndakaedza kuzvifadza newaini, uye kumbundikira upenzi, pfungwa dzangu dzichinditungamirira nouchenjeri. Ndaida kuona kuti chii chakafanira kuti vanhu vaite pasi pedenga mumazuva mashoma oupenyu hwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 2

Maonero Muparidzi 2:3 akapoteredza