Muparidzi 2:7 BDMCS

7 Ndakatenga varandarume navarandakadzi, uye ndaiva navamwe varanda vakaberekerwa mumba mangu. Ndaivawo nepfuma zhinji yemombe namakwai, kupfuura ani zvake akanditangira kuvapo paJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 2

Maonero Muparidzi 2:7 akapoteredza