Muparidzi 3:19 BDMCS

19 Zvinoitika kumunhu zvakafanana nezvinoitika kumhuka; zvose zvinoitirwa zvimwe chetezvo: sokufa kunoita chimwe, chimwe chinofawo. Zvose zvinofema mweya mumwe; munhu hapana paanopfuura mhuka. Zvose hazvina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 3

Maonero Muparidzi 3:19 akapoteredza