Muparidzi 5:12 BDMCS

12 Hope dzomushandi dzakanaka, hazvinei kuti adya zvishoma kana zvizhinji, asi kuwanda kwezvinhu zvomupfumi hakumuwanisi hope.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 5

Maonero Muparidzi 5:12 akapoteredza