Muparidzi 5:4 BDMCS

4 Kana waita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuizadzisa. Iye haafariri mapenzi; zadzisa mhiko yako.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 5

Maonero Muparidzi 5:4 akapoteredza