Muparidzi 6:12 BDMCS

12 Zvino ndiani angaziva zvakanakira munhu muupenyu, pamazuva mashoma uye asina maturo anopfuura somumvuri? Nokuti ndiani angaudza munhu zvinozomutevera mushure mokunge iye aenda?

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 6

Maonero Muparidzi 6:12 akapoteredza