26 Ndakawana chinhu chinovava kupfuura rufu, mukadzi anova musungo, mwoyo wake uri hunza uye maoko ake ari ngetani. Munhu anofadza Mwari achapunyuka kwaari, asi mutadzi achabatwa naye.
Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 7
Maonero Muparidzi 7:26 akapoteredza