Muparidzi 7:28 BDMCS

28 pandakanga ndichiri kutsvaka asi ndisina chandinowana, ndakawana murume mumwe chete akarurama pakati pechiuru, asi handina kuwana mukadzi mumwe chete akarurama pakati pavo vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 7

Maonero Muparidzi 7:28 akapoteredza