Muparidzi 8:14 BDMCS

14 Pane chimwezve chinhu chisina maturo chinoitika panyika: Vanhu vakarurama vanoitirwa zvakafanira kuitirwa vakaipa, uye vanhu vakaipa vanowana zvakafanira kuwanikwa navakarurama. Naizvozviwo ndinoti hazvina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 8

Maonero Muparidzi 8:14 akapoteredza