5 Ani naani zvake achateerera murayiro wake haangawani chinomukuvadza, uye mwoyo wakachenjera uchaziva nguva yakafanira namaitiro akafanira.
Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 8
Maonero Muparidzi 8:5 akapoteredza