Muparidzi 9:12 BDMCS

12 Pamusoro pezvo hakuna munhu anoziva nguva yake painosvika:Sehove dzinobatwa murutava rwakaipa, kana shiri dzinobatwa murugombe, saizvozvowo vanhu vanobatwa nenguva dzakaipa dzinovawira vasingatarisire.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 9

Maonero Muparidzi 9:12 akapoteredza