Muparidzi 9:15 BDMCS

15 Zvino muguta umu maigara mumwe murume akanga ari murombo asi akachenjera, uye akaponesa guta iri nouchenjeri hwake. Asi hakuna munhu akarangarira murombo uya.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 9

Maonero Muparidzi 9:15 akapoteredza