Nahumi 2:11 BDMCS

11 Riripiko bako reshumba, nzvimbo yadzaipira vana vadzo zvokudya, kwaienda shumba nehadzi yayo, uye navana, pasina chokutya.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 2

Maonero Nahumi 2:11 akapoteredza