Nahumi 2:2 BDMCS

2 Jehovha achadzosa kurumbidzwa kwaJakobho sokurumbidzwa kwaIsraeri, kunyange vaparadzi vakavaparadza uye vakaparadza mizambiringa yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 2

Maonero Nahumi 2:2 akapoteredza