Nahumi 2:5 BDMCS

5 Anodana mauto ake akasarudzwa, asi vanogumburwa panzira yavo. Vanomhanyira kurusvingo rweguta; nhoo yokuzvidzivirira yaiswa panzvimbo payo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 2

Maonero Nahumi 2:5 akapoteredza