Nahumi 2:8 BDMCS

8 Ninevhe rakafanana nedziva, uye mvura yaro iri kuerera ichipera. Vanochema vachiti, “Mirai! Mirai!” asi hapana anocheuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 2

Maonero Nahumi 2:8 akapoteredza