Nahumi 3:10 BDMCS

10 Kunyange zvakadaro yakatapwa ikaendeswa muutapwa. Vacheche varo vakaputsanyiwa kumavambo kwemigwagwa yose. Mijenya yakakandwa pamusoro pemachinda avo, uye vakuru vavo vakasungwa nengetani.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3

Maonero Nahumi 3:10 akapoteredza