Nahumi 3:14 BDMCS

14 Cherai mvura kuitira kukombwa simbisai nhare dzenyu! Gadzirai ivhu, kanyai dhaka, mugadzire zvidhina zvenyu!

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3

Maonero Nahumi 3:14 akapoteredza