Nahumi 3:3 BDMCS

3 Kumhanya kwavatasvi vamabhiza, kupenya kweminondo namapfumo anovaima! Vazhinji vakaurayiwa, mirwi yevakafa, mitumbi isingaverengeki, vanhu vachigumburwa nezvitunha.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3

Maonero Nahumi 3:3 akapoteredza