Nehemia 1:4 BDMCS

4 Pandakanzwa zvinhu izvi, ndakagara pasi ndikachema. Ndakaita mazuva ndichichema nokunyengetera uye ndichitsanya pamberi paMwari wokudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 1

Maonero Nehemia 1:4 akapoteredza