Nehemia 1:6 BDMCS

6 nzeve yenyu ngaiteerere uye meso enyu asvinure kuti munzwe munyengetero womuranda wenyu wandinonyengetera pamberi penyu masikati nousiku nokuda kwavaranda venyu, vanhu veIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 1

Maonero Nehemia 1:6 akapoteredza