Nehemia 10:38 BDMCS

38 Muprista worudzi rwaAroni anofanira kuenda navaRevhi pavanogamuchira zvegumi, uye vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu, kumatura eimba yepfuma.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 10

Maonero Nehemia 10:38 akapoteredza